Ndakasiya beche raThembi ndichiriona…

0
4515

Ndainge ndatojaira kuti everytime pandinoenda kunoona cousin yangu kuCapetown ndaiwana vasikana vekusvirana navo.

Ndaigara in Joburg saka everytime paiyita kalong weekend ndaiyenda kuCapetown just to look for vasikana and kunotambira hangu kubeach just kufadza maziso. Ndakasvika Friday night ndichibva ndasvika ndikadya and went straight kunorara, makuseni ndakamuka ndikabikirwa breakfast then ndakatanga hangu to watch TV before ndayenda kubeach. Ndakamirira nguva yekuyenda kubeach pakauya friend yecousin yangu ainzi Thembi apa ainge ari black beauty chaiyo, apa she had macurves on the right spots. Haa ndakafara ndikati nhasi ndazowana babe chairo apa ndainge ndakuda kuita settle down but ndaida kutanga ndamuziva first ndisati ndatanga kufara, we spent time together a lot tichibva tatozoenda tese kubeach. Ndainge ndajaira kuti pese pandinoenda kubeach ndaipedzisira ndakutobatana nemusikana tiri mumvura but apa musikana uyu was a bit different ndaitotya kana kumutanga. Takatambira mumvura kubeach for almost 3 hours dzese and we decided kudzokera kumba, ndakadeedza taxi using UberX tichibva tayenda.

Takasvika kumba and my cousin ayinge ayenda kubasa since vainge vasingavhare on holidays coz aishandira Spur steak Ranches, so ndainge ndina Thembi but it just felt weird kungogara tisingataure.Nyaya chaidzo dzaiyita kunge dzapera since tainge tataura about everything kana hama dzake ndainge ndakutoziva kwavanobva, Thembi ainakidza kugara naye apa aigara akazvininipisa and I loved that about her.

Loading...

Pakapfuura a few minutes tese takanyarara ndipo paakati so when are you going back ndichibva ndati Monday late afternoon, ndakayenda kuairport akandiperekedza and for the first ndainge ndisina kana kumbobata zamu kana beche remusikana kuCapetown. Ndakaramba ndiri in touch naye Thembi ndichibva ndazomunyenga, she was worried about everything zvaainge akaudzwa necousin yangu kuti ndiri hure and ndaisvira chinhu chese chine buri chichipfeka skirt. Direct quote of what my cousin had told her. Ndakaseka musi waakandiudza izvi but chainge chiri chokwadi to some extent, but ndakamuudza that was all in the past and ndainge ndakuda kuita settle down. Answer yandakazopihwa manje zvikanzi good for you inini ndaida kutodzwa kuti mboro yako yakaita sei but you went all christian on me saka don’t know if i can do long distance relationship.

Ndakanzwa kurwadziwa ndikazvituka kuti sei ndisina kungobatawo zamu chairo apa munhu ayiratidza kuti aida kusvirwa asi ndakashaya mukana wekumusvira. Saka now ndakazviudza kuti beche rese ranorohwa richapisa, handichamise musikana wese wandinenge ndawana mukana ndinosvira.

 

Comment with your Facebook

comments