Ndakasvira Mukadzi Wangu kaQuickie Ndamuwana Achibva kugeza masikati

0
3409

Ndainge ndava nemakore 2 ese ndaroora apa tainge tisati tane mwana saka most off our time ndaizama kuratidza mukadzi wangu how much I loved her.

Ndaifarira kuita everything to spark our sex nekuti ndaiziva kuti by the time yatinoita vana tichamboita time yekuchengeta mwana nekutamba naye, ndizvo zvataizviudza. Saka we wanted to have fun tiri two just to keep the flame burning. Ndakaenda kubasa mumwe musi ndokudzoka early apa ndaida kuita surprise mukadzi wangu, ndakasvika kumba apa ndainge ndamutengera chocolate. Ndakasvika ndikashedzera kuti sweetie I am home akabva anditi ndiri in the bedroom, ndakabva ndaenda ikoko ndichimhanya.

Ndakawana mukadzi wangu achibva kunogeza apa ainge akapfeka pant neskirt and braa, ndakasvika ndikamupa a hug nekiss ndichibva ndatanga kumukisa kisa pamuromo nemuhuro slowly slowly ndikaona munhu achitoita respond, ndakanzwa ropa richimhanya kumboro ichibva yamira ipapo. Ndakasimudza skirt ndichibva ndamubvisa bhurugwa, apa ndichiyamwa minyatso zvekuti munhu akabva ayita zemo. Ndakamupushira pabed ndichibva ndangobvisa trousers rangu ndokubva ndaburitsa mboro yangu ndokunangisa pamuromo webeche there was no need yekubata bata, beche rake rainge ratota kare. Mboro yangu yakatsvedza ichinyura apa ndakanyatsonzwa kuti yainge yanyura yese, ndakatanga kukoira ndokukoira. Mukadzi wangu akatanga kuita chikapa zvokuti ndakanzwa mboro ichiwedzera kudziirwa irimukati.

Loading...

Mukadzi ainge atunda saka beche rainge rawedzera kudziya apa mdichibva ndatundawo ipapo. Ndakabva ndaziva kuti kurova beche masikati kwakapenga saka these days ndakutotaimira kuti ndimubate achibva kugeza. Ndakazvambura beche kunge ndainge ndisingazoriwane again…

Comment with your Facebook

comments