Ndakasvirana five rounds nebabe randakasangana naro mubhawa!

0
5448

Yainge iri Friday and for the first time I told myself kuti ndirikuda kufara after ndainge ndava negore rese ndisina musikana.

Musi uyu ndakapedza basa early ndokupinda mu Toyota Etios yangu yandaifamba nayo ndichibva ndaenda kumba kunogadzirira. Ndakasvika kumba early semunhu ainge atiza traffic ndokubva ndagara hangu ndichinwa a glass Nederburg Merlot, just to start the one man party early apa ndainge ndakamirira Debonairs pizza to be delivered coz ndainge ndisiri mumood yekubika like zvandinoita everyday.Ndaida kusvika ku Newscafe before 10pm saka ndakabuda mumba around 9:30pm apa ndainge ndapedza bottle rangu re nederburg.

Ndakasvika ku Newscafe yepa Woodmead ndikawana patozara and somehow the place was crowded that night I am sure maybe because it was the weekend of the monthend saka vanhu vainge vane mari. Ndainge ndasiya wine ndakuita zvema shots Johnnie walker black, ndaitoshaya pekugara ndokubva ndawana pamwe painge pakagara vasikana 3 ndokusvikogara painge pane space. Mumwe wevasikana ava akatanga kutaura but ndainge ndisinganzwe but I am sure ayiti pane munhu nekuti ndakazoona pauya babe raiva yellow-bone apa rakagerwa zuda akapfeka ka short dress kewhite kaisiya zvidya zvese panze, imimi kaimi egoli ine muyedzo mhani.

Loading...

Ndakasimuka ndokubva ndamuti Hi, I am Lex, i know this might be your seat but can we please share ndinogara ne one garo, kuzodaro manje masasi eharare, babe rakafa nekuseka. Takazama kumanikidzana but zvairamba ndokubva ndamuti if you don’t mind gara pamakumbo angu ah ndakaona munhu asimuka ndokundigarira apa kadress ndokubva kadhonzeka kumusoro zvekuti ndaiwona kapiece kebhurugwa rake rewhite raainge akapfeka but kaiyita kunge kagstring nekuti kumashure ndainzwa husoft hwemagaro kuita kunge munhu asina kupfeka anything. Takati garei kwekanguva kadiki ndikawona ayita kusumukira mudenga, handina kubvunza nekuti ndainge ndanzwa mboro yangu ichisumuka saka ndakaita kunge ndisiri kuziva zvayitika.

continue reading on next page…

Comment with your Facebook

comments