Ndasvirwa nesmall-house ndikadeedzera kuti kumba handichayende nekunakirwa!

0
4174

Ndakasvirwa nesmall-house ndikadeedzera kuti kumba handichayende nekunakirwa!

Ndainge ndadzigwa kumba nemukadzi andibata kuti ndainge ndine mumwe musikana. Pakati pedu rudo rwainge rwapera and ndaiwona kuti tainge takungotsvaga way yekuti tisiyane.

Ndakatumirwa message nesmall house yangu even though musikana uyu ainge ari muhombe kwandiri aiyita everything right zvekuti ndaiyiti ndikayenda kumba kwake ndainge ndisingade kudzokera kumba kwangu. Ndainge ndakambomuudza kuti mukadzi wangu anokangisa zvakati saka ndakazoti mumwe musi ndamuudza kuti ndichauya kuzorara kwake, iwe masasi eharare rega varume vatize vakadzi vavo mudzimba umu.

Loading...

Ndakati ndichisvika ndokubva ndanzi daddy garai apa ndikuvhurirei mvura yekugeza hanzi ndokuti muzorara zvakanaka. Ndakavhurirwa mvura ndokubva ndaisirwa radox bath foam mvura yainge isingawoneke raingova furo chete ndokubva ndanzi huyai mugeze ndichibva ndapinda mubathroom apa kasadza kainge karipamoto kachimonwa.Akapedza kumona ndokubva ati daddy mirai ndikukwesheyi musana ndichibva ndati its okay.

Ndapedza kudezwa ndakapukuta ndokubva ndanzi ndirare pabed ndichibva ndatanga kuzorwa mafuta ndichipuruzirwa kwese mboro ichibatwa kunge zai. Ndapedza ndakapihwa chikafu chichidziya ndokunzi ndidye apa iye akagara pedyo neni. Ndapedza takambozvambarara hedu pabed ehe ka ainge ane one room chete ine ensuite. Akabva arara pachest yangu ndokubva akuti ko daddy kubasa kwanga kurisei, ndikangoti kwanga kuchirwadza ndichibva ndanzi rarai makatarisa pasi ndokubva ndatanga kupihwa massage ndikanzwa mboro yangu ichisimuka slowly ndakarara paye.

continue reading on next page…

Comment with your Facebook

comments