Ndine ZIMB@RO ZIHOMBE asi handigone kurishandisa 1 minute ndatunda – Help Tete

0
6580

Ndine ZIMB@RO ZIHOMBE asi handigone kurishandisa 1 minute ndatunda – Help Tete women keep running away from my life.

Question: i am having problems controlling my bedroom machine gun… 1 minute ndinenge ndatotunda and women vanondiseka kuti ndinaro but handigone kurishandisa. I am almost 31 years old handina musikana kana mwana musango zvake. Hanzi zihombe rinorwadza apa haugone kuisa kwacho – My ex told me on APP. Please help me ndoita sei?

Answer: Learn to control yourself. Chinoitisa utadze kushandisa engine yako is you rush kunakirwa iwe uchikanganwa mudiwa wako. Ukaona zvese zvaramba try those drugs that specially help with your condition but i suggest you visit your Doctor first. I am pretty sure these days there is solutions. Vamwe vanshandisa midzi murume wangu aishandisa mazondo… try it…

Loading...

Comment with your Facebook

comments