Ndodawo chose kumbosvira ndakafongora asi murume wangu haandifongoresi!

0
2393

Ndodawo chose kumbosvira ndakafongora asi murume wangu haandifongoresi. Iniwo ndotya kungomufongorera asina kunditi ndifongore. Ndodii?

Mhinduro yaTete Molly….

Taura nomurume kuti ajaire kukumutsa manheru kuti musvirane usina kunyatsomuka. Zvadaro kana achifunga kuti uchiri kuhope, iwe chirara nedumbu iye okukwira opinza mboro nekumashure. Akangodaro kamwe chete iwe chimuudza kuti zvainaka zvisingaiti, uchanzwa akunoti arikuda kukusvira nekumashure. Iwe chigarowedzera kusimudzira chiuno kusvika umwe musi unongofongora zvizere.

Loading...

Pamwe izvozvi iye ari kutodembawo kuti sei mukadzi wangu asingandifongorerewo, iye achitotyawo kukuudza kuti fongora. Ko vamwe munongosvirana musingataudzani seiko. Chiiko chinokunetsa neumwe wako kana uchimboita chivindhi chokumubvisira bhurugwa, pamwe wotombokwenyerera kabhinzi. Chasara ipapo chinotyisa chii pakungofongorera murume wopinza. Nzwisisa kuti kana mboro yomurume yamira hapana chimwe chaachafunga kunze kwekuda kusvira chete. Kana pane chaunoda nomurume muudze mboro yakamira anobvuma zvese zvaunenege uchida.

Comment with your Facebook

comments