Home Ask Tete Molly Pane zvinoratidza here kuti murume akuhura?

Pane zvinoratidza here kuti murume akuhura?

6548
0

Pane zvinoratidza here kuti murume akuhura?

Zviripo. Varume kazhinji havagoni kuviga chihure chavo kwenguva refu sevakadzi, iri pfungwa yekuti varume vakawanda vanohura vanoregererwa nevakadzi vavo saka vamwe vanoona sokuti haisi nyaya hombe.

Nzwisisazve kuti murume ane mukadzi kumba akatanga kuhura neumwe mukadzi, hazviiti kuti azorega kuhura muupenyu hwake. Munhu akatanga chihure atova hure kusvika achembera. Chihure chinoitiswa nokumhura munhu wawakaroorana naye, kumuona seasina kana basa.

Loading...

Zvinoratidza kuti murume ari kuhura zvakawanda asi chikuru ndechokuti pane chinochinja pakati penyu:

1. Kuwedzera kuda kukusvira iwe mukadzi wemumba
2. Kuramba kukusvira
3. Kukupa sick
4. kuwedzera kugeza muviri wake
5. Kuda kushandisa tunonhuwira
6. Kunonoka kuuya kumba
7. Kufunganya
8. Kuchengera foni yake

Pane chinhu chinototi chichinje zvekuti iwe kana wakachenjera unozviona kuti pane chasiyana.

Are you looking for a new job?

Are you unemployed and want a new job? Or maybe you have a job already and want to find greener pastures? We have all these amazing Job Listings just for you. Take a look and find that amazing Job Today.  – See All Listings
Loading...