Tawanda akandisiya Bhurugwa riri mumabvi apa Beche Rakanuna!!!

0
7294

Tawanda mukomana wekutanga kundisiya ndakavhura beche apa rakanuna, akaramba kundisvira asi ambondibata bata.Ndaishandira kuSandton in Joburg apa I was luck to get a good job ku Standard bank since ndainge ndane SA citizenship.

Mumwe musi ndichisvika kubasa ndakona this hunk achiburitsawo key card kuti apinde pabasa and ndainge ndisingamuzive it was first time yangu kumuona aahh aaah the guy was just out of this world apa ruoko rwake chete raiyita kunge chidya changu ainge akasimba zvemubhuku waiwona madivision division nyama dzakapatsanurwa. Ndakaona munhu atopinda ndichibva ndaenda kune vamwe vasikana vandaishanda navo ndikabvunza kuti ko uyo ndiani ndichimunogedza iye achibva andiwona, ndakangotarisa pasi and acted like ndainge ndisingaraure nezvake. Mumwe wevasikana ava akabva ati his name is Tawanda he works in IT department and atova ne almost mwedzi wese aripano, ndakabva ndati so you mean he is from Zim, well I had figures rhat out already pandikanzwa zita rake but I guess ndaida kunzwa someone achiita confirm it.

Vasikana ava vakabva vatanga kuti he is so serious no one really knows his game apa matauriro avaiyita seems paitonge pane vamwe vainge vatozama kutaura naye but he turned them down. Pavakazosara vopedza ndainge ndatoenda kwaari ndikasvika ndikati makadii akanditarisa achibva ati hi, “how are you” then ndakachinja ndikatanga kutaura chirungu. Akabvunza kuti ndaziva sei kuti he was from Zim ndikabva ndati those girls had told me your name and figured you must be from Zim coz I am from there too. Ndakawona kasmile munhu ndokubva akutaura neshona, akandibvunza my name ndikamuudza then ndakabva ndaenda kunoita ma duties angu, the guy was handsome mhani.

Loading...

Shocking, kubva musi wandakamuona ndainge ndakumuona almost everyday, we would greet and chat a little kusvikira tazopana madigits. He was just cool apa ainge asati aroora but ainge ane serious girlfriend kuZim but hey long distance over me around ndaitora chance. Takatanga kuwirirana stereki zvekuti pakauya girlfriend yake I even met her since ndainge ndiri the only friend yake yekubasa. Zvese izvi ndaiyita asi ndainge ndine target one, ndaida kumbombundirwa nemaziwoko ake ndonzwa kuti mboro yake inonaka here then ndomuka makuseni ndakarara pachest yake ndichibata bata 6 pack yake. Ndainge ndiri munhu asina musikadzwa but kubva musi wandakaona Tawanda I was going to be naughty kaOne chete. Ndaivavo nedream yekumbosvirwa ndakasimudzwa . Chainetsa kana ukayita shamwari nemunhu dzimwe nguva haambokuone segirlfriend potential but somehow I was in luck, musikana wake was putting pressure kuti aroore coz ainge akuda kuuya kuzogara naye kuno. Tawanda ainge asingade kuiswa under pressure so somehow vakatoita fight zvekuti musikana akazongomuka makuseni akuti ndakudzokera , ndakangoona whatsapp message ichiti ndakudzokerera ndokuona in 2 weeks.

scroll down to the next page…

Comment with your Facebook

comments