Tete ndine kaMblambi Kadiki diki kanoramba kumira after 1 Round – Please Help

0
8582

Tete ndine kaMblambi Kadiki diki kanoramba kumira after 1 Round – Please Help.

Question: Kadiki zvekuti all the time mukadzi wangu anotsamwa kuti handisi kunyatsomurova nayo kusvika aguta. Pane here nzira yekuti Ndikudze Mblambi yangu or atleast kuti ndigare nguva refu yakamira.

Answer: According to the internet and some doctors ehe dziriko nzira dzekuti nhengo yako ikure but i doubt you will afford it. Rather focus on pleasing madam vekumba. They say dynamite comes in small packages, chitsvaga nzira dzekuti ugone bonde nekadiki ikako. Firstly i suggest make sure kuti BONDE is not a competition when with your woman. Take time to know muviri wake wose every part NO HURRY. After that discuss your situation with her kuti azive kuti chii chirikuita. Tambai mese mujairane and iwe ziva kuti your job pabonde is kufadza iye and vice versa. Vamwe vanotenga mapills anoita kuti igare yakamira but i hear some have side effects. Saka find your one way to see what works for you as a couple.

Loading...

Comment with your Facebook

comments