Ungabata chirwere here kana ukasvirwa nomurume ane mubobobo?

0
1803

Ungabata chirwere here kana ukasvirwa nomurume ane mubobobo zviri zvemushonga?

Kana zvichiita kuiti uiswe, zvinoitazve kuti ubate zvirwere zvese zvine munhu wacho akuisa. Kana akakupfekera kondhomu zvinoita nani, asi iwe dai warega zvokuhura uye kureva nhema kuti munhu wauri kuhura naye anoshandisa mushonga. Hakuna chinhu chinonzi mushonga wekuhura nawo.

Munhu wese anohura nokuti ari kuda kuhura, kunze kwekuti wabatwa chibharo. Kana wabatwa chibharo enda undoudza mapurisa munhu asungwe, kwete kungoti ane mushonga. Hakuna mushonga wakadaro.

Loading...

Comment with your Facebook

comments