Home DzeBonde BIG SUNDAY NA MFUNDISI – Usauya hako kuzondiona wakapfeka zvekuti unenge uchatoona...

BIG SUNDAY NA MFUNDISI – Usauya hako kuzondiona wakapfeka zvekuti unenge uchatoona beche, ndinokukwira!

5106
0

BIG SUNDAY NA MFUNDISI: “Amen Amen anhu aMwari…!!
Nyika mazuvaano yaoma shingai kunamata atendi. Miyedzo yawanda kupinda minamato, nhamo yawanda kudarika mari; maheden awanda kupinda maKristu.

Tarisai mapfekero oita anasikana, mhata dzese dzinenge dziri pachena idi unopotsa padiki kumusvira. Amen!!.

Ngairidzwe ngoma muone matambiro acho, Kukoira kwega kunge vakamedza memory card rakazara pono.

Loading...

Iwo mapfekero evanakomana vedu, bhurukwa rinenge rakasungirwa pamboro apa mudhidhi wese uri panze Amen!!

Ndinorwadziwa nemanamatiro enyu maKristu anhasi. Kuuya here kuzoratidzana choya kuno.

Tambai henyu asi muchanotsva zvimagaro zvenyu zvamunovhaira nazvo.
Ini miedzo inouya yakarara ndinokwira, usauya hako kuzoona mufundisi wakapfeka mapfekero ekuti unenge uchatoona beche munhu achifamba. Ndiriseni ndinokusvirai vatendi. Amen!!

Are you looking for a new job?

Are you unemployed and want a new job? Or maybe you have a job already and want to find greener pastures? We have all these amazing Job Listings just for you. Take a look and find that amazing Job Today.  – See All Listings
Loading...