Vakadzi kusada kubuda pachena henyu asi vazhinji mudzimba umo muri kupona nebonyora!!

0
5582

Vakadzi Kusada kubuda pachena henyu asi vazhinji mudzimba umo muri kupona nebonyora!!
Dambudziko harisi rekushaya anosvira asi kuti kushaya anogona kusvira kwacho.Varume vazhinji vakadzungaira kani pabonde.Vanofunga kupinza mboro mukati mebeche ndopakati kusvira.Vanoda dzidziso.Vanoda kudzidziswa kuti bonde rakasikirwa murume nemukadzi kuti vese vanakirwe.

Vanofanirwa kudzidza kuti nemboro dzavo chete havakwanise kutundisa mukadzi. Vanofanirwa kudzidza kuti f0replay chiyi uye inotangira papi.Kunhafa nhafa mukadzi nezvimawoko zvako zvakawomarara nehubhiridha it’s not the beginning of f0replay. F0replay starts with how you treat your wife in general. Kuremekedza,providing and treating your wife well is the beginning of f0replay. Mukadzi haafanirwe kukutya.Anofanirwa kusununguka kana ari pauri.Anofanirwa kusatya kukuudza zvaanoda pabonde.Manje imi varume nehumhata hwenyu munoti mukaudzwa nemukadzi kuti chimbondidai mobva makwira BP.Makuita hasha muchipopota accusing your wife of having learnt those things muchihure. Aikaka iwe pawakamuwana beche rakavhurika asi wakafunga kuti rakavhurwa nekutamba pada. Aihwazve!Kusvirwa.Unofanirwa kuziva kuti mukadzi wako ane vaimbomusvira before vaigona vaimusvira kupfuura mahumbwe awuri kumuitira ayo.

Hutsanana.Doro nefodya zvino nhuwisa mukanwa.Mukadzi haangambonakidzwa nebonde iye achinhuwirwa.Murume tanga wagezawo usati wauya kubonde. Underwear ngaibviswe.Kwete kuuya pabonde wakapfeka nduwe ine matuzvi. Kusura-Vamwe Varume mune dambudziko rekuti mukanakirwa nemhata munotanga kusura sura so.Kunyanya imi mune zvitumbu.Enda chinobhohwa ndechekuti iwewe wacho hauzvinzwe.Manje inini kuno kungonzwa wati bhuuuu kana pfuchuuuu ndinodzinga.Unobuda muno uchimhanya.Tiri kuti ngatisvirane iwe wakutomama zvako.Kana une chitumbu enda kuphamarcy unotenga mapiritsi anopedza nhamo yako yekusura panguva yekuita zvinonaka.

Loading...

Vamwe hamutane kutunda.Muri tuchongwe kungoti koi koi ruviri rutatu gotsi papata. Murume mukuru akutofinyamisa funyamisa kumeso kunge harahwa iri kumama duzvi rizere mhodzi dzemaguava,achitunda. Ndiye nemanhede dhii kurara akuchirova ngonono zvake.Mukadzi wasiya zemo ringori tii. Wozowona vakumuka amai mwana kuenda kutoilet kunobonyora. Shame mhani! Ngatipedzeyi dambudziko rapinda mudzimba revakadzi vari kupona nebonyora ivo vachigara nevarume nenyaya yekuti varume makadzungaira hamusi kugona kugutsa madzimai enyu.

Comment with your Facebook

comments