Varume vanoda kuwona beche – Hapana chekunyara kumunhu anokupinza mboro zuva nezuva!

0
1569
Mudzimba umu asikana, potai muchitaridza varume venyu zvinhu zvavo kuti vanyatsowona nekuwongorora zvazviri. Kana zviya musina kupfeka mumba makachena, zvekuti masikati kana kuti light harina kudzimwa kashoma kuti murume vasakutarisei kuzasi achiona zviri kuitika. Zvinoreva kuti varume vanoda kuwona zvawakaita beche remukadzi wake.
Saka kungopedza nyaya iwe muridzi pota uchitaridza murume zvauri, anzwisise kuti kana usina zemo kwakadii. Kana une zemo kwakadii. Kabhinzi karipi uye kakadii kuritarisa.
Murume kana ava nemakore achiisana newe zvekuti iwe unofunga kuti ava kuziva pekupinza mboro, asi ukangofongora chete kana kurara nebhurugwa kwakachena, unoona otora nguva asati apinza kureva kuti ari kukuwongorora. Wozonzwa pfeee pfeee, kutsvanzvadzira pabeche nemboro pedzezvo nyurududu ave mukati. Woshaya kuti sei achitanga akurova magaro. Sei achida kutanga awona zvakaita beche rako? Kana muri vekuisana mangwanani.
Kozoti pakuti ava mukati ava kukukoira wega unonzwa muviri wake uchinorova magaro ako panopinda mboro. Asizve akambokukoira unonzwa muviri wake usisakurovi magaro uku maoko ake okubata bata magaro, kureva kuti ari kuda kuwona mboro chichita basa saka pausinganzwi muviri wake uchigumha magaro kureva kuti asuduruka kuti anyatsokuona mboro yake ichipinda nekubuda.
Chibva wamushinya mboro asawanza speed yake anatsokuona zviri kuitika. Kana kuchemerera wedzera akunzwe uchishungurudzwa nemboro. Zvinowedzera manyawi ake onakirwa obva ada kukunakirawo.
Muviri wako nemuviri wemurume wako zvese ndezvenyu mese. Pota uchitaridza murume zvese zvinokwanisa kuonekwa. Nzwisisa kuti ivo varume havana chinovanzika. Mboro ikamira hazviiti kusaiwona. Ukaibata bata unonzwa maitiro ayo imire. Mabhora ake anowonekwa futi.
Zvino isu hapana chinonyatsowonekwa. Matinji kutoita okutora ruoko rwake woruisa pamatinji ako kuti amboita nguva aripo. Unotoita wekuudza kuti pinza chigumwe, apinza womuti kwenyerera kumadziro ekumusoro asi hapana chaanoona nokuti zviri mukati.
Kabhinzi pamwe une kadikidiki pamwe une hombe asi vakawanda murume anotoita yokutsvaka nezvigumwe. Saka musashamisika kuti sei varume vachida kuona zvatiri. Rega atarise. Iwe mufadze nokutariswa zvisinei kuti wakafongora here kana kuti warara manhede. Kana achida kuona nguva iyoyo rega aone. Imwewo nguva udza murume kuti pari kuvava ngaakukwenye. Akati kwenye kwenye, muudze atarise kuti chii chiri kuvava. Panei chauri kuona. Uchaona otora nguva achitarisa zvakawanda.
Kana murume achangotanga kubvisigwa bhurugwa nomukadzi. Unobvunzwa mibvunzo inosetsa sokuti unoita weti nepapi? Anonzi matinji ndeapi? Ko sei mukati muchidziya kupfuura muviri wako? Kabhinzi kako katomira here kana yadai? Beche rako chakadzika zvakadii? Ndinokwanisa here kusvitsa mboro kwainoperera?
Anenge achidawo kunzwisisa zvauri. Iwe tsanangura kusvika anzwisisa. Kana achida kuona uchiweta, wana mukana wekuti aone weti ichibuda azive painobuda napo.
Varume vanhu vanofarira zvinhu zvekuona kupfuura vakadzi. Ratidza murume wako zvese zvauri. Hapana chekunyara kumunhu anokupinza mboro zuva nezuva.

Comment with your Facebook

comments