Whatsapp Group Update: Vakadzi vemuZim hanzi mupfuhwira wangu waka Expire – Ndodii nehure ravo!

0
3580

[7/6, 10:13] ‪+263 71 861‬: Madzimai ndatambura nababa vaye mupfuhwira wangu unenge waka expire ndodii vari kufonerana nehure ravo riya
[7/6, 10:13] Mai : Ko wadii kuhurawo sezvaari kuita nekuty unounzirwa chirwere mumba ini ndoshandira kure naye nditori neboyfrent
[7/6, 1 1:51 ] ‪+263 71 ‬: neniwo ndakutsvaga kangu kechidiki toonana pawknd ndiri kurwadziwa hure racho riri kutoonererwa
[7/6, 12:12] ‪+263 71 86‬: hapachina kunyarana asikana ndaneta naye ini ndogarira mwana chete
[7/6, 12:41] Mai Ma : taura hako varume ndivo vanotituma kuhura ini ndichiri mwana ini
[7/6, 12:45] ‪+263 71 861: neniwo dea ndakutoita zvinogara zvakadaro abaiwa ngaabude madzimai mupfuhwira wakaramba kushanda
[7/6, 12:46] Mai Ano : dai wamuisa muno mugroup tamushanda chaizvo
[7/6, 12:47] ‪+263 71 04‬: hazvishande kumutuka last year takamutuka vanowedzera rudo ini ndafunga kutoita boyfriend haazvibate
[7/6, 12:48] Mai T : Taura hako shaa une vana vangani usaitiswe nevarume imbwa idzi
[7/6, 12:49] Mai Two : yaa ini zviri kundiitira
[7/6, 12:51 ] Mai : Kkkkkkkk ini haazvibate pandinoenda wknd ndinenge ndaguta nayo
[7/6, 12:52] ‪+263 71 861: Saka ndoita kamwe kaline kaasingazive ka zvitori boe ndodzoka pano kutaura kut ndabudirira here asi zvinoita chete
[7/6, 12:53] ‪+263 71 861: handichanetsewi akajaidzwa namai vake havadi kufonera hure remwana wavo vachirituka vanotowirirana
[7/6, 12:53] ‪+263 71 743: Saka mwana wemuroyi zvee vamwene vako vari shit
[7/6, 12:55] ‪+263 71 8‬: Ndatotaura nefrent yangu Atoty ari kutenga kaline ndoshandira iri tiri tese ako ndave kubsa
[7/6, 12:56] Mai Mho : Saka boe wapinda iwe
[7/6, 12:57] Mai Noku : yaa group ndorida iri ngatihure vasikana
[7/6, 12:58] ‪+263 71 861‬: zvangu zvatove kumberi
[7/6, 12:59] ‪+263 71 861 : handichanetsani naye muhure uyu zvese nemurume handisi kubvunza ndakuita yangu pasi pemvura
[7/6, 13:00] ‪+263 77 861‬: Wotodzikama hako usanetsewe nevanhu vanonzi varume vanoda kuhurirwa chiororo
[7/6, 13:11] ‪+263 71 861: Ko vaya vemishonga yekupfeka vaya ndopfeka mangwana ndichinomuona
[7/6, 13:12] ‪+263 71 861 : any1 ari kugokwe andipewo madirections ekwasekuru
[7/6, 13:15] ‪+263 71 761‬: yaa ini bt ndiri kwaFafi

Loading...