Zvandakaitwa na Sarah and Charmaine after swimming neshamwari dzangu!

0
5897

This is a quick, It just happened like 15 minutes chete. I’m not sure what to make of it though. Chinzwai zvakaitika tiri ku swimming pool neshamwari dzangu.

Tainge tichiita swim papool yemu complex tichiita cool off hedu tiri 5, inini , George, Kevin nevasikana vavo 2 , Sarah na Charmaine.We were just chilling in the pool, tichitaura general stuff ne politics apa inini ndaitonyepa hangu kuita kunge ndinoziva a lot about politics asi painge pasina kana chandaiziva. I was in high spirits not because kuti ndiri munhu anofara hake but ndini ndainge ndini body yekuti vasikana vese vainakirwa nayo. Ko simbi ndiko kwaiva kudya kwedu apa shamwari dzangu vaiva varungu  vasingade kana kuyenda kugym all they used to do was kuita cycling chete.

Anyway, you could tell kuti the ladies vainkirwa nekunditarisa, especially Charmaine. She is 25 and aidanana na George since high school, haina kumboita mumwe mukomana ndiye aingova mukomana wake wekutanga ever. Ndaingonzwa this attraction naye somehow. George na Kevin vakabuda mupool ndokubva vayenda kunotenga nyama kuti tiite braai. I could feel kuti maziso angu ainge akuvava ne chlorine yainge iri mupool saka Charmaine suggested kuti ndiyende in the shower ndigeze with clean water. Ndakasvika kubathroom ndikabvisa the beach short randainge ndakapfeka kupool ndikariwacha then I jumped in the shower.

Loading...

continue reading on next page…

Comment with your Facebook

comments