Zvinokwanisika here kubaiwa chibereko nemboro pakuisana?

1
3493

Zvinokwanisika here kubaiwa chibereko nemboro pakuisana?

Hazvikwanisiki nekuti chibereko chiri kuseri kwemadziro ekumberi kwemukati mebeche munopinda mboro. Kuti upinde kuchibereko pane kaburi kadikidiki kasingakwani kana penzura. Ndiko kanoti chibereko chinomwa hurume nekamuromo ikako mukadzi woita mimba.

Ndipo panozobuda futi nemwana. Kamuromo kacho kanotatamuka zvokukwana mwana achibuda.

Loading...

Comment with your Facebook

comments